Psalms 52:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakarurama ʋacaɀiʋona ʋakatya, Ʋacamuseka, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakarurama vachazviona uye vachatya; vachamuseka vachiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakarurama vachizviona vachakatyamara vakamuseka vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakarurama vachazviona vakatya, Vachamuseka, vachiti,
Shona 2009?
Vakarurama vachazviona vakatya, vachamusweveredza, vachiti,
Shona SUB 2002 Bible
Vakarurama vachazviona vakatya, Vachamuseka, vachiti,