Psalms 52:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, hoyu munhu usina‐kuita Mŋari nhare yake, Asi wakaʋimba nokuwanda kwefuma yake, Akaɀisimbisa paɀakaipa ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Houno zvino munhu asina kuita Mwari nhare yake, asi aivimba nepfuma yake zhinji, uye aisimba nokuparadza vamwe!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tarisai muone munhu asina kuda kupotera muna Mwari; asi akavimba nokuwanda kwoupfumi hwake akapotera muupfumi hwake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarirai, hoyu munhu asina kuita Mwari nhare yake, Asi akavimba nokuwanda kwepfuma yake, Akazvisimbisa pazvakaipa zvake.”
Shona 2009?
"Tarirai, hoyu munhu asina kuita Mwari nhare yake, Asi akavimba nokuwanda kwefuma yake, Akazvisimbisa pazvakaipa zvake."
Shona SUB 2002 Bible
“Tarirai, hoyu munhu asina kuita Mwari nhare yake, Asi akavimba nokuwanda kwepfuma yake, Akazvisimbisa pazvakaipa zvake.”