Psalms 53:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba; pamuimbirwe weMaharati. Rwiyo rweMashiri rwaDavidi. Ƃenzi rakati mumŋoyo maro: Mŋari hakuna. Ʋakaʋora, ʋakaita ɀakaipa ɀinonyaŋgadza; Hakuna‐unoita ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba. Namaimbirwo eMaharati. Rwiyo rweMasikiri rwaDhavhidhi. [1] Benzi rinoti mumwoyo maro, “Mwari hakuna.” Vakaora, uye nzira dzavo dzakaipa; hakuna anoita zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wakaipa Benzi rinoti nechomumwoyo, “Hakuna Mwari.” Vane tsika dzakaora vanoita zvakaipa zvinosemesa; hapana anoita zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Benzi rakati mumwoyo maro, “Mwari hakuna.” Vakaora, vakaita zvakaipa zvinonyangadza; Hakuna anoita zvakanaka.
Shona 2009?
Benzi rakati mumoyo maro, "Mwari hakuna." Vakaora, vakaita zvakaipa zvinonyangadza; Hakuna anoita zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Benzi rakati mumwoyo maro, “Mwari hakuna.” Vakaora, vakaita zvakaipa zvinonyangadza; Hakuna anoita zvakanaka.