Psalms 53:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe waʋo wakadzokera shure; ʋakaȿiɓiswa pamŋe cete; Hakuna‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe wavo akadzokera shure, vakava vakaora pamwe chete; hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vose vakatsauka, vose vakangofanana, vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka kana mumwechete zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe wavo akadzokera shure; vakasvibiswa pamwechete; Hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe wavo akadzokera shure; vakasvibiswa pamwechete; Hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe wavo akadzokera shure; vakasvibiswa pamwechete; Hakuna anoita zvakanaka, kunyangwe nomumwe.