Psalms 53:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ʋaiti ʋeɀakaipa haʋaneziʋo here? Iʋo ʋanodya ʋanhu ʋaŋgu seciŋgwa, Ʋasiŋgaɗani kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, vaiti vezvakaipa havangadzidzi here, vaya vanodya vanhu vangu savanhu vanodya chingwa, uye vasingadani kuna Mwari?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko havanzwisisi here, ivo vaiti vezvakaipa vanodya vanhu vangu savanodya chingwa vasingachemi kuna Mwari?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ko vaiti vezvakaipa havana zivo here? Ivo vanodya vanhu vangu sechingwa, Vasingadani kuna Mwari.”
Shona 2009?
"Ko vaiti vezvakaipa havana zivo here? Ivo vanodya vanhu vangu sechingwa, Vasingadani kuna Mwari."
Shona SUB 2002 Bible
“Ko vaiti vezvakaipa havana zivo here? Ivo vanodya vanhu vangu sechingwa, Vasingadani kuna Mwari.”