Psalms 53:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaitya kwaɀo ipapo, pakaŋga pasina‐cinotyisa; Nokuti Mŋari wakaparadza mafupa aiye wakaŋga akakukomba; Iwe wakaʋanyadzisa, nokuti Mŋari wakaʋarasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havo, vakazadzwa nokutya, ipo pasina chavangatya. Mwari akaparadzira mapfupa avanhu vaikurwisa; makavanyadzisa, nokuti Mwari akavazvidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ikoko vachabatwa nokutya kukuru, kutya kusati kwamboitika. Nokuti Mwari achamwararisa mapfupa ouyo anokukombai. Iwe uchatonyarawo nazvo, nokuti Mwari akavarasa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaitya kwazvo ipapo, pakanga pasina chinotyisa; Nokuti Mwari akaparadza mapfupa aiye akanga akakukomba; Iwe wakavanyadzisa, nokuti Mwari akavarasha.
Shona 2009?
Vaitya kwazvo ipapo, pakanga pasina chinotyisa; Nokuti Mwari akaparadza mapfupa aiye akanga akakukomba; Iwe wakavanyadzisa, nokuti Mwari akavarasha.
Shona SUB 2002 Bible
Vaitya kwazvo ipapo, pakanga pasina chinotyisa; Nokuti Mwari akaparadza mapfupa aiye akanga akakukomba; Iwe wakavanyadzisa, nokuti Mwari akavarasha.