Psalms 53:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌayi kuponeswa kwaIsraeri kwaibva paZioni! Kana Mŋari acidzosa ʋanhu ʋake pakutapxa, Ipapo Jakobo ucafara kwaɀo, naIsraeri ucafara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, dai ruponeso rwaIsraeri rwabuda kubva muZioni; Mwari paachadzosera nhaka yavanhu vake; Jakobho ngaafarisise uye Israeri ngaafarisise!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai ruponeso rweIsiraeri rwangobva kugomo reZioni, Mwari ava kudzosa vaIsiraeri kuutapwa; vokwaJakobho vachapembera kufara; vokwaIsiraeri vachafara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai kuponeswa kwaIsiraeri kwaibva paZioni! Kana Mwari achidzosa vanhu vake pakutapwa, Ipapo Jakobho achafara kwazvo naIsiraeri achafara.
Shona 2009?
Dai kuponeswa kwaIsiraeri kwaibva paZiyoni! Kana Mwari achidzosa vanhu vake pakutapwa, Ipapo Jakobho achafara kwazvo naIsiraeri achafara.
Shona SUB 2002 Bible
Dai kuponeswa kwaIsiraeri kwaibva paZioni! Kana Mwari achidzosa vanhu vake pakutapwa, Ipapo Jakobho achafara kwazvo naIsiraeri achafara.