Psalms 54:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋatorwa ʋakandimukira, Ʋamanikidzi ʋakatȿaka mŋeya waŋgu. Haʋana‐kuisa Mŋari pamberi paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatorwa vanondirwisa; vanhu vane utsinye vanotsvaka upenyu hwangu, vanhu vasingazivi Mwari. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti madzenga avanhu andimukira mharadzi dzinoda kundiuraya. Havana hanya nezvokuti kuna Mwari. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vatorwa vakandimukira, Vamanikidzi vakatsvaka mweya wangu. Havana kuisa Mwari pamberi pavo.
Shona 2009?
Nokuti vatorwa vakandimukira, Vamanikidzi vakatsvaka mweya wangu. Havana kuisa Mwari pamberi pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vatorwa vakandimukira, Vamanikidzi vakatsvaka mweya wangu. Havana kuisa Mwari pamberi pavo.