Psalms 54:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakandirwira pakutambudzika kwose; Ziso raŋgu rakaʋona kukundwa kwaʋaʋeŋgi ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti akandirwira pamatambudziko angu ose, uye mukukunda, meso angu akatarisa vavengi vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti makandinunura kunhamo dzose. Ndikaona nameso angu kukundwa kwavavengi vangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akandirwira pakutambudzika kwose; Ziso rangu rakaona kukundwa kwavavengi vangu.
Shona 2009?
Nokuti akandirwira pakutambudzika kose; Ziso rangu rakaona kukundwa kwavavengi vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akandirwira pakutambudzika kwose; Ziso rangu rakaona kukundwa kwavavengi vangu.