Psalms 55:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba; nemiteŋgeranwa. Rwiyo rweMashiri rwaDavidi. Rerekerai nzeʋe yenyu kumunyeŋgetero wangu, Mŋari; Regai kuɀiʋanza pakukumbira kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba nemitengeranwa ine hungiso. Rwiyo rweMasikiri rwaDhavhidhi. [1] Rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu, imi Mwari; regai kushaya hanya nokukumbira kwangu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato womunhu apandukirwa neshamwari Inzwaiwo munamato wangu, Mwari; musavande chikumbiro changu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu, Mwari; Regai kuzvivanza pakukumbira kwangu.
Shona 2009?
Rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu, Mwari; Regai kuzvivanza pakukumbira kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu, Mwari; Regai kuzvivanza pakukumbira kwangu.