Psalms 55:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaŋga asi muʋeŋgi wakandishoʋora; Ipapo ndaigona kutsuŋga; Wakaŋga asi iye waindiʋeŋga wakaɀikudza kwandiri; Ipapo ndaimuʋanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai ndatukwa nomuvengi, ndaigona kushinga hangu; dai muvengi aindimukira, ndaigona kumuvanda hangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti muvengi anondisokosa, ndaitirira zvangu. Dai kuri kuti imhandu inondisora, ndaikwanisa kuivanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akanga asi muvengi akandishora; Ipapo ndaigona kutsunga; Akanga asi iye aindivenga akazvikudza kwandiri; Ipapo ndaimuvanda.
Shona 2009?
Nokuti akanga asi muvengi akandishora; Ipapo ndaigona kutsunga; Akanga asi iye aindivenga akazvikudza kwandiri; Ipapo ndaimuvanda.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akanga asi muvengi akandishora; Ipapo ndaigona kutsunga; Akanga asi iye aindivenga akazvikudza kwandiri; Ipapo ndaimuvanda.