Psalms 55:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi wakaŋga uri’we, munhu wakaenzana neni, Shamŋari yaŋgu, nomuzikani waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndiwe, munhu akaita seni, mumwe wangu, shamwari yangu yapedyo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kuti ndiwe wezera neni, mumwe wangu shamwari yangu chaiyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi wakanga uriwe, munhu wakaenzana neni, Shamwari yangu, nomuzikani wangu.
Shona 2009?
Asi wakanga uriwe, munhu wakaenzana neni, Shamwari yangu, nomuzikamwi wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi wakanga uriwe, munhu wakaenzana neni, Shamwari yangu, nomuzikani wangu.