Psalms 55:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taisiraŋgana ɀakanaka, Taifamba mumba maMŋari pamŋe cete naʋanhu ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
yandaimbofarira kuwadzana nayo pataifamba navazhinji mumba maMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Taimbokurukurirana zvakanaka kwazvo. Tichifamba tose noushamwari mumba yaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Taisirangana zvakanaka, Taifamba mumba maMwari pamwechete navanhu vazhinji.
Shona 2009?
Taisirangana zvakanaka, Taifamba mumba maMwari pamwechete navanhu vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Taisirangana zvakanaka, Taifamba mumba maMwari pamwechete navanhu vazhinji.