Psalms 55:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakadzikinura mŋeya waŋgu norugare, kukasaʋa nomumŋe wakasweɗera kwandiri; Nokuti ʋakaŋga ʋacirwa neni, ʋaiʋa ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anondidzikinura ndisina kukuvara kubva pahondo inondirwisa, kunyange zvazvo vazhinji vachindipikisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achandinunura norugare pahondo yandiri kurwisa nokuti vanondirwisa vakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakadzikinura mweya wangu norugare, kukasava nomumwe akaswedera kwandiri; Nokuti vakanga vachirwa neni, vaiva vazhinji.
Shona 2009?
Wakadzikunura mweya wangu norugare, kukasava nomumwe akaswedera kwandiri; Nokuti vakanga vachirwa neni, vaiva vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Wakadzikinura mweya wangu norugare, kukasava nomumwe akaswedera kwandiri; Nokuti vakanga vachirwa neni, vaiva vazhinji.