Psalms 55:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ucanzwa, ucaʋapindura, Iye uri’po kare nakare, Nokuti haʋashanduki, Haʋatyi Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari, agere pachigaro choushe nokusingaperi, achavanzwa agovaninipisa, Sera ivo vanhu vasingamboshanduri nzira dzavo, uye vasingatyi Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari achanzwa zvake agovaninipisa, iye ari pachigaro choushe kubvira pasi chigare nokuti havasanduki uye havatyi Mwari. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari achanzwa, achavapindura, Iye aripo kare nakare, Nokuti havashanduki, Havatyi Mwari.
Shona 2009?
Mwari achanzwa, achavapindura, Iye aripo kare nakare, Nokuti havashanduki, Havatyi Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari achanzwa, achavapindura, Iye aripo kare nakare, Nokuti havashanduki, Havatyi Mwari.