Psalms 55:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatambanudzira maʋoko ake kunaʋaiʋa norugare naye; Wakashoʋora suŋgano yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wangu anorova shamwari dzake; anoputsa sungano yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe wangu akarwisana neshamwari dzake; akatyora chitenderano chake, kutaura kwake kwakanga kwakapfavirira kupinda dovi asi mumwoyo make iri hondo chaiyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakatambanudzira maoko ake kuna vaiva norugare naye; Wakashora sungano yake.
Shona 2009?
Wakatambanudzira maoko ake kuna vaiva norugare naye; Wakashora sungano yake.
Shona SUB 2002 Bible
Wakatambanudzira maoko ake kuna vaiva norugare naye; Wakashora sungano yake.