Psalms 55:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kandira mutoro wako pamsoro paJehova, iye ucakusimbisa; Haaŋgatoŋgotenderi wakarurama kuti azunuŋguswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kanda kufunganya kwako pana Jehovha uye iye achakusimbisa; haazombotenderi vakarurama kuti vawire pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Turira mutoro wako kuna TENZI iye achaita kuti urambe wakagwinya. Haambobvumira kuti vakarurama vazunguzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kandira mutoro wako pamusoro paJehovha, iye achakusimbisa; Haangatongotenderi akarurama kuti azununguswe.
Shona 2009?
Kandira mutoro wako pamusoro paJehovha, iye achakusimbisa; Haangatongotenderi akarurama kuti azununguswe.
Shona SUB 2002 Bible
Kandira mutoro wako pamusoro paJehovha, iye achakusimbisa; Haangatongotenderi akarurama kuti azununguswe.