Psalms 55:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo waŋgu unorwadziwa kwaɀo mukati maŋgu; Garudzo rorufu rakandiwira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wangu unorwadziwa mukati mangu; kutyisa kworufu kunondiwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoshunguridzika mwoyo mukati mangu, ndawirwa nokutya rufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wangu unorwadziwa kwazvo mukati mangu; Garudzo rorufu rakandiwira,
Shona 2009?
moyo wangu unorwadziwa kwazvo mukati mangu; Garudzo rorufu rakandiwira,
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wangu unorwadziwa kwazvo mukati mangu; Garudzo rorufu rakandiwira,