Psalms 55:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutya nokubvunda ɀakandiwira. Kutya kukuru kwakandifukidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutya nokudedera zvakandibata; kutya kukuru kwakandifukidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutya nokudedera zvauya pandiri. Ndabatwa nokutya kwakanyanya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutya nokubvunda zvakandiwira. Kutya kukuru kwakandifukidza.
Shona 2009?
Kutya nokubvunda zvakandiwira. Kutya kukuru kwakandifukidza.
Shona SUB 2002 Bible
Kutya nokubvunda zvakandiwira. Kutya kukuru kwakandifukidza.