Psalms 55:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paradzai, Ishe, mukaŋganise marimi aʋo; Nokuti ndakaʋona kumanikidza nokurwa muguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyonganisai vakaipa, imi Ishe, kanganisai mutauro wavo, nokuti ndinoona mhirizhonga nokurwa muguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI paradzanisai mupesanise ndimi dzavo nokuti ndinoona utsinye nokurwisana muguta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Paradzai, Ishe mukanganise marimi avo; Nokuti ndakaona kumanikidza nokurwa muguta.
Shona 2009?
Paradzai, Ishe mukanganise marimi avo; Nokuti ndakaona kumanikidza nokurwa muguta.
Shona SUB 2002 Bible
Paradzai, Ishe mukanganise marimi avo; Nokuti ndakaona kumanikidza nokurwa muguta.