Psalms 56:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
MunaMŋari ndicarumbidza shoko rake; MunaJehova ndicarumbidza shoko rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muna Mwari, iye ane shoko randinorumbidza, muna Jehovha, ane shoko randinorumbidza,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinovimba naMwari ana mashoko andinorumbidza, naTENZI ana mashoko andinorumbidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
MunaMwari ndicharumbidza shoko rake; MunaJehovha ndicharumbidza shoko rake.
Shona 2009?
MunaMwari ndicharumbidza shoko rake; MunaJehovha ndicharumbidza shoko rake.
Shona SUB 2002 Bible
MunaMwari ndicharumbidza shoko rake; MunaJehovha ndicharumbidza shoko rake.