Psalms 56:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti makarwira mŋeya waŋgu parufu; Namakumbo aŋgu pakugumburwa. Kuti ndifambe pamberi paMŋari Muciedza coʋupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti makandirwira parufu, uye netsoka dzangu pakugumburwa, kuti ndifambe pamberi penyu muchiedza choupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti makandinunura kurufu uye makumbo angu kuti arege kudzadzarika kuti ndifambe pana Mwari muchiedza choupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti makarwira mweya wangu parufu; Namakumbo angu pakugumburwa. Kuti ndifambe pamberi paMwari Muchiedza choupenyu.
Shona 2009?
Nokuti makarwira mweya wangu parufu; Namakumbo angu pakugumburwa. Kuti ndifambe pamberi paMwari Muchiedza choupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti makarwira mweya wangu parufu; Namakumbo angu pakugumburwa. Kuti ndifambe pamberi paMwari Muchiedza choupenyu.