Psalms 56:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacapukunyuka nenzira yeɀakaipa here? Paradzai ʋanhu nokutsamŋa kwenyu, Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngavasapukunyuka savasina mhaka; koromorerai ndudzi pasi mukutsamwa kwenyu imi Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo varangirei mhosva yavo, Mwari putsirai marudzi pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachapukunyuka nenzira yezvakaipa here? Paradzai vanhu nokutsamwa kwenyu, Mwari.
Shona 2009?
Vachapukunyuka nenzira yezvakaipa here? Paradzai vanhu nokutsamwa kwenyu, Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Vachapukunyuka nenzira yezvakaipa here? Paradzai vanhu nokutsamwa kwenyu, Mwari.