Psalms 57:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakateyira tsoka dzaŋgu mumbure; Mŋeya waŋgu wakakotamiswa; Ʋakacera hunza pamberi paŋgu; Ʋawira mukati mayo ʋamene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanowaririra tsoka dzangu mimbure, ndakakotamiswa pasi nenhamo. Vakachera gomba panzira yangu, asi vakawiramo vamene. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanditeya makumbo namambure, ndadzungaira ini. Vakachera gomba munzira mangu; asi vakawira mariri ivo pachavo. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakateyira tsoka dzangu mumbure; Mweya wangu wakakotamiswa; Vakachera hunza pamberi pangu; Vawira mukati mayo vamene.
Shona 2009?
Vakateyira tsoka dzangu mumbure; Mweya wangu wakakotamiswa; Vakachera hunza pamberi pangu; Vawira mukati mayo vamene.
Shona SUB 2002 Bible
Vakateyira tsoka dzangu mumbure; Mweya wangu wakakotamiswa; Vakachera hunza pamberi pangu; Vawira mukati mayo vamene.