Psalms 57:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo waŋgu wakasimba, Mŋari, mŋoyo waŋgu wakasimba; Ndicaimba, ɀirokwaɀo, ndicaimba nziyo dzokurumbidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wangu wakasimba, imi Mwari, mwoyo wangu wakasimba; ndichaimba uye ndichaimba rwiyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyo wangu wakagadzikana, Mwari, mwoyo wakagadzikana; ndichaimba ndichirumbidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wangu wakasimba, Mwari, mwoyo wangu wakasimba; Ndichaimba, zvirokwazvo, ndichaimba nziyo dzokurumbidza.
Shona 2009?
moyo wangu wakasimba, Mwari, moyo wangu wakasimba; Ndichaimba, zvirokwazvo, ndichaimba nziyo dzokurumbidza.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wangu wakasimba, Mwari, mwoyo wangu wakasimba; Ndichaimba, zvirokwazvo, ndichaimba nziyo dzokurumbidza.