Psalms 57:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muka iwe mŋoyo waŋgu, muka iwe muteŋgeranwa nembira; Ini ndimene ndicamuka maŋgwanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chimuka iwe mweya wangu! Mukai imi mutengeranwa nembira! Ini ndichamutsa mambakwedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muka iwe mweya wangu, mukai imi dimbwa nechipendani ndimutse mambakwedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muka iwe mwoyo wangu, muka iwe mutengeranwa nembira; Ini ndimene ndichamuka mangwanani.
Shona 2009?
Muka iwe moyo wangu, muka iwe mutengeramwa nembira; Ini ndimene ndichamuka mangwanani.
Shona SUB 2002 Bible
Muka iwe mwoyo wangu, muka iwe mutengeranwa nembira; Ini ndimene ndichamuka mangwanani.