Psalms 58:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, mumŋoyo menyu munoita ɀakaipa; Munoyerera ʋanhu pasi pose kumanikidza kwamaʋoko enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete, munofunga kusaruramisira mumwoyo menyu, uye maoko enyu anomanikidza panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwete, imi mumwoyo menyu munoronga zvisina kunaka; munoita utsinye panyika namaoko enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, mumwoyo menyu munoita zvakaipa; Munoyerera vanhu pasi pose kumanikidza kwamaoko enyu.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, mumoyo menyu munoita zvakaipa; Munoyerera vanhu pasi pose kumanikidza kwamaoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, mumwoyo menyu munoita zvakaipa; Munoyerera vanhu pasi pose kumanikidza kwamaoko enyu.