Psalms 58:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaipa ʋakaʋa ʋatorwa kubva paɗumbu ramai; Ʋanotsauka ʋacaŋgoɀarwa, ʋacireʋa nhema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange kubvira pakuberekwa, vakaipa vanofamba mukutsauka; kubva mudumbu ramai, vakaipa uye vanoreva nhema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaipa vanotsauka kubvira mudumbu; vanokanganisa kubvira pakuberekwa kwavo vachitaura nhema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaipa vakava vatorwa kubva padumbu ramai; Vanotsauka vachangozvarwa, vachireva nhema.
Shona 2009?
Vakaipa vakava vatorwa kubva padumbu ramai; Vanotsauka vachangozvarwa, vachireva nhema.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaipa vakava vatorwa kubva padumbu ramai; Vanotsauka vachangozvarwa, vachireva nhema.