Psalms 58:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuturu bgaʋo bgakafanana noʋuturu bgenyoka; Ʋakafanana neciʋa cisiŋganzwi, cinodziʋira nzeʋe yaco;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uturu hwavo hwakaita souturu hwenyoka, vakafanana nemhakure yadzivira nzeve dzayo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vane uturu, uturu hunenge hwenyoka sechiva chinodzivira nzeve dzacho
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uturu hwavo hwakafanana nouturu hwenyoka; Vakafanana nechiva chisinganzwi, chinodzivira nzeve yacho;
Shona 2009?
Uturu hwavo hwakafanana nouturu bwenyoka; Vakafanana nechiva chisinganzwi, chinodzivira nzeve yacho;
Shona SUB 2002 Bible
Uturu hwavo hwakafanana nouturu hwenyoka; Vakafanana nechiva chisinganzwi, chinodzivira nzeve yacho;