Psalms 58:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋafanane nehozhwe inonyakatika icipera; Segambamŋedzi romukadzi risinakuʋona zuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vafanane nehozhwa inonyakatika painofamba, kufanana negambemwedzi, ngavarege kuona zuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavaite sehozhwa inonyungudika kuita masiriri, semwana akaberekwa asina kusvika asingambofa akaona chiedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngavafanane nehozhwa inonyakatika ichipera; Segambamwedzi romukadzi risina kuona zuva.
Shona 2009?
Ngavafanane nehozhwa inonyakatika ichipera; Segambamwedzi romukadzi risina kuona zuva.
Shona SUB 2002 Bible
Ngavafanane nehozhwa inonyakatika ichipera; Segambamwedzi romukadzi risina kuona zuva.