Psalms 59:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaʋaʋuraya, kuti ʋanhu ʋaŋgu ʋarege kukaŋganwa; Muʋaparadzire nesimba renyu, muʋawisire pasi, Ishe nhoʋo yeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi musavauraya, imi Ishe nhoo yedu, zvimwe vanhu vangu vangakanganwa. Musimba renyu itai kuti vadzungaire, uye muvaderedze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai kubva mavauraya vanhu vokwangu vangakanganwe; vadzungaidzei nesimba renyu mozovawisira pasi, TENZI, nhowo yedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musavauraya, kuti vanhu vangu varege kukanganwa; Muvaparadzire nesimba renyu, muvawisire pasi, Ishe nhoo yedu.
Shona 2009?
Musavauraya, kuti vanhu vangu varege kukangamwa; Muvaparadzire nesimba renyu, muvawisire pasi, Ishe nhovo yedu.
Shona SUB 2002 Bible
Musavauraya, kuti vanhu vangu varege kukanganwa; Muvaparadzire nesimba renyu, muvawisire pasi, Ishe nhoo yedu.