Psalms 59:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋapedzei nehasha, ʋapedzei, ʋarege kuzoʋa’po; Ŋgaʋaziʋe kuti Mŋari unoɓata ʋushe pakati paJakobo, Kuȿikira kumigumo yenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaparadzei nehasha dzenyu, vaparadzei kusvikira vapera. Ipapo zvichazivikanwa kumigumo yenyika kuti Mwari anotonga pamusoro paJakobho. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vaparadzei nehasha; vaparadzei zvokusazovapozve kuti vanhu vazive kuti Mwari ndiye anotonga vokwaJakobho kusvikira kwakagumira nyika. Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapedzei nehasha, vapedzei, varege kuzovapo; Ngavazive kuti Mwari anobata ushe pakati paJakobho, Kusvikira kumigumo yenyika.
Shona 2009?
Vapedzei nehasha, vapedzei, varege kuzovapo; Ngavazive kuti Mwari anobata ushe pakati paJakobho, Kusvikira kumigumo yenyika.
Shona SUB 2002 Bible
Vapedzei nehasha, vapedzei, varege kuzovapo; Ngavazive kuti Mwari anobata ushe pakati paJakobho, Kusvikira kumigumo yenyika.