Psalms 59:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tarirai, ʋanoʋandira mŋeya waŋgu; Ʋanesimba ʋakaʋuŋgana kuzorwa neni; Hakuzi nokuɗa kwokuɗarika kwaŋgu kana kweɀiʋi ɀaŋgu, Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai kundivandira kwavakaita! Vanhu vanotyisa vanondirangana pasina mhosva yandapara kana chivi, nhai Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti tarisai muone vanondihwandira vachida kundiuraya. Varume vanotyisa vanoita chirwirangwe kundirwisa pasina kukanganisa kana kutadza kwandaita, TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tarirai, vanovandira mweya wangu; Vane simba vakaungana kuzorwa neni; Hakuzi nokuda kwokudarika kwangu kana kwezvivi zvangu, Jehovha.
Shona 2009?
Nokuti tarirai, vanovandira mweya wangu; Vane simba vakaungana kuzorwa neni; Hakuzi nokuda kokudarika kwangu kana kwezvivi zvangu, Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tarirai, vanovandira mweya wangu; Vane simba vakaungana kuzorwa neni; Hakuzi nokuda kwokudarika kwangu kana kwezvivi zvangu, Jehovha.