Psalms 59:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ʋanodɀoʋa nemiromo yaʋo; Minondo iri pamiromo yaʋo; Nokuti ʋanoti: Ndianiko uŋganzwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Onai zvavanorutsa mumiromo yavo: vanorutsa minondo kubva pamiromo yavo, uye vanoti, “Ndiani angatinzwa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vachihon'a nemiromo yavo vaina mazwi anobaya mwoyo pamiromo yavo nokuti vanoti, “Ndiani angatinzwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, vanodzvova nemiromo yavo; Minondo iri pamiromo yavo; Nokuti vanoti, “Ndianiko anganzwa?”
Shona 2009?
Tarirai, vanodzvova nemiromo Minondo iri pamiromo yavo; Nokuti vanoti, "Ndianiko anganzwa?"
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, vanodzvova nemiromo yavo; Minondo iri pamiromo yavo; Nokuti vanoti, “Ndianiko anganzwa?”