Psalms 6:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wenziyo; nemiteŋgeranwa, namanzwi aʋarume. Pisarema raDavidi. Haiwa Jehova, regai kundiraira pakutsamŋa kwenyu, Musandiroʋa nokusafara kwenyu kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba nemitengeranwa. Sezvinoitwa kusheminiti. Pisarema raDhavhidhi. [1] Haiwa Jehovha, regai kundirayira pakutsamwa kwenyu, kana kundiranga muhasha dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muimbisi, urwu rwiyo rwunoimbwa navane zvokuimbisa zvine tambo dzewaya zvinoimba netambo yechisere yamahon'era. Rumbo rwaDhavhidhi. TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandirova nokusafara kwenyu kukuru.
Shona 2009?
Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandirova nekufara kwenyu kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandirova nokusafara kwenyu kukuru.