Psalms 6:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu unotambudzika ʋo ɀikuru; Asi imi Jehova, mucanonoka kuȿikira riniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wangu uri kurwadziwa. Haiwa Jehovha, kusvikira riniko, kusvikira riniko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya wanguwo wapinda nhamo; asi nhai, TENZI, kusvikira rini chaizvo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu unotambudzikawo zvikuru; Asi imi Jehovha, muchanonoka kusvikira riniko?
Shona 2009?
Mweya wangu unotambudzikawo zvikuru; Asi imwi Jehovha muchanonoka kusvikira mhiko?
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu unotambudzikawo zvikuru; Asi imi Jehovha, muchanonoka kusvikira rinhiko?