Psalms 6:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti parufu hapana‐ucakuraŋgarirai; Ndiani ucakuʋoŋgai paSheori?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna anokurangarirai kana afa. Ndiani anokurumbidzai kubva muguva?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti parufu hapana achakurangarirai; Ndiani achakuvongai paSheori?
Shona 2009?
Nokuti parufu hapana achakurangarirai; Ndiani achakuvongai paSheori?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti parufu hapana achakurangarirai; Ndiani achakuvongai paSheori?