Psalms 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ziso raŋgu rapera nokucema, Rinosakara nokuɗa kwaʋadziʋisi ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Meso angu aneta nokuchema; haachaoni nokuda kwavavengi vangu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maziso angu arezuka nokurwadziwa mwoyo; anoshaya simba pamusana pemhandu dzangu dzose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ziso rangu rapera nokuchema, Rinosakara nokuda kwavadzivisi vangu.
Shona 2009?
Ziso rangu rapera nokuchema, Rinosakara nokuda kwavadzivisi vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ziso rangu rapera nokuchema, Rinosakara nokuda kwavadzivisi vangu.