Psalms 6:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ibvai kwandiri, imi ʋaɓati ʋose ʋeɀakaipa; Nokuti Jehova wakanzwa inzwi rokucema kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ibvai pandiri, imi mose munoita zvakaipa, nokuti Jehovha anzwa kuchema kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ibvai kwandiri imi vaiti vezvakaipa nokuti TENZI akanzwa izwi rokuhwihwidza kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ibvai kwandiri, imi vabati vose vezvakaipa; Nokuti Jehovha akanzwa izwi rokuchema kwangu.
Shona 2009?
Ibvai kwandiri, imwi vabati vose vezvakaipa; Nokuti Jehovha akanzwa inzwi rokuchema kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ibvai kwandiri, imi vabati vose vezvakaipa; Nokuti Jehovha akanzwa izwi rokuchema kwangu.