Psalms 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakanzwa kukumbira kwaŋgu; Jehova ucagamucira munyeŋgetero waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anzwa kukumbira kwangu nyasha; Jehovha anogamuchira munyengetero wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI akanzwa chichemo changu. TENZI akagamuchira munamto wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akanzwa kukumbira kwangu; Jehovha achagamuchira munyengetero wangu.
Shona 2009?
Jehovha akanzwa kukumbira kwangu; Jehovha achagamuchira munyengetero wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akanzwa kukumbira kwangu; Jehovha achagamuchira munyengetero wangu.