Psalms 60:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba; nomuimbirwe weShushani Eduti; rwiyo rweMiktami rwaDavidi, kudzidzisa; paŋguʋa yaakarwa naArami‐naharaimi naArami‐zoba, Joabi akadzoka akaʋuraya paMupata woMunyu ʋaEdomi ʋaneɀuru ɀinegumi neɀiʋiri. Mŋari, makatirasha, makatiparadza; Makaŋga makatsamŋa; Haiwa, tidzorei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba nomuimbiro we“Ruva reMahapa reSungano.” Rwiyo rweMikitami rwaDhavhidhi. Rwokudzidzisa. Paakarwa neAramu Naharaimi neAramu Zobha, uye panguva yakadzoka Joabhu akaparadza zviuru gumi nezviviri zvavaEdhomu muMupata woMunyu. [1] Makatiramba, imi Mwari, uye mukatirwisa; makanga makatsamwa, zvino tidzorei henyu!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato wokukumbira kununurwa Mwari makatirasa imi mukaparadza zvatinozvidzivirira nazvo makashatirwa. Dai machidzokera zvenyu kwatiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari, makatirasha, makatiparadza; Makanga makatsamwa; Haiwa, tidzorei.
Shona 2009?
Mwari, makatirasha, makatiparadza; Makanga makatsamwa; Haiwa, tidzorei.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari, makatirasha, makatiparadza; Makanga makatsamwa; Haiwa, tidzorei.