Psalms 60:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuna‐kutirasha here, Mŋari? Hamuɓuɗi Mŋari, nehondo dzeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamusimi, iyemi Mwari, iyemi makatiramba here, uye mukarega kubuda nehondo dzedu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuna kutirasa here nhai Mwari? Hamuchaperekedzi hondo dzedu, Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuna kutirasha here, Mwari? Hamubudi Mwari, nehondo dzedu.
Shona 2009?
Hamuna kutirasha here, Mwari? Hamubudi Mwari, nehondo dzedu.
Shona SUB 2002 Bible
Hamuna kutirasha here, Mwari? Hamubudi Mwari, nehondo dzedu.