Psalms 60:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makabvundisa nyika; makaitsemura; Gadzirai mitswe yayo; nokuti inozunuŋguka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makazungunusa nyika mukaitsemura napakati; gadzirai henyu mitswe yayo, nokuti iri kudengenyeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makazunza nyika mukaibvarura. Namai mitswe yayo nokuti iri kundengendeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makabvundisa nyika; makaitsemura; Gadzirai mitswe yayo; nokuti inozununguka.
Shona 2009?
Makabvundisa nyika; makaitsemura; Gadzirai mitswe yayo; nokuti inozununguka.
Shona SUB 2002 Bible
Makabvundisa nyika; makaitsemura; Gadzirai mitswe yayo; nokuti inozununguka.