Psalms 60:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaratidza ʋanhu ʋenyu ɀinhu ɀinorema; Makatinwisa waini inoɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaratidza vanhu venyu nguva dzakaoma; makatipa waini inotidzedzeresa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaita kuti vanhu venyu vatambure zvikuru; makatipa waini yakatidzedzeresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaratidza vanhu venyu zvinhu zvinorema; Makatinwisa waini inobata.
Shona 2009?
Makaratidza vanhu venyu zvinhu zvinorema; Makatimwisa waini inobata.
Shona SUB 2002 Bible
Makaratidza vanhu venyu zvinhu zvinorema; Makatinwisa waini inobata.