Psalms 60:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makapa ʋanokutyai mureza, Kuti uratidzwe nokuɗa kweɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kuna vanokutyai, makasimudza mureza kuti urege kupfaranyurwa neuta. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makasimudzira vanokutyai mureza kuti vahwande nechokwadi. Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makapa vanokutyai mureza, Kuti uratidzwe nokuda kwezvokwadi.
Shona 2009?
Makapa vanokutyai mureza, Kuti uratidzwe nokuda kwechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Makapa vanokutyai mureza, Kuti uratidzwe nokuda kwezvokwadi.