Psalms 60:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko ucandiisa muguta rakasimba? Ndianiko ucandiperekedza ndiende Edomi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko achandiisa kuguta rakakomberedzwa? Ndianiko achanditungamirira kuenda kuEdhomu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino ndiani anonditsvitsa kuguta kunhare yokuzvidzivirira naro muhondo. Ndiani achanditungamirira kuEdhomu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko achandiisa muguta rakasimba? Ndianiko achandiperekedza ndiende Edhomu?
Shona 2009?
Ndianiko achandiisa muguta rakasimba? Ndianiko achandiperekedza ndiende Edhomu?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko achandiisa muguta rakasimba? Ndianiko achandiperekedza ndiende Edhomu?