Psalms 61:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaɗana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana mŋoyo waŋgu waziya; Ndiperekedzerei kuɗombo randisiŋgaȿikiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kumigumo yenyika, ndinodanidzira kwamuri, ndinodana sezvo mwoyo wangu woziya; nditungamirirei kudombo rakareba kundipfuura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodanidzira ndiri kwakaperera nyika ndavakurasa mwoyo. Ndikwidzei padombo rakareba kupinda ini
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichadana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana mwoyo wangu waziya; Ndiperekedzerei kudombo randisingasvikiri.
Shona 2009?
Ndichadana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana moyo wangu waziya; Ndiperekedzerei kudombo randisingasvikiri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichadana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana mwoyo wangu waziya; Ndiperekedzerei kudombo randisingasvikiri.