Psalms 61:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi makaŋga muri ʋutiziro bgaŋgu, Neshoŋgwe yaŋgu yakasimba kwandiŋgatiza muʋeŋgi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti imi makanga muri utiziro hwangu, shongwe yakasimba pamusoro pavavengi vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndimi diziro rangu nhare yakasimba pakurwiswana nomuvengi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi makanga muri utiziro hwangu, Neshongwe yangu yakasimba kwandingatiza muvengi wangu.
Shona 2009?
Nokuti imwi makanga muri utiziro hwangu, Neshongwe yangu yakasimba kwandingatiza muvengi wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imi makanga muri utiziro hwangu, Neshongwe yangu yakasimba kwandingatiza muvengi wangu.