Psalms 61:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi Mŋari makanzwa mhiko dzaŋgu; Makadzosa nhaka yaʋanotya zita renyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti makanzwa mhiko dzangu, imi Mwari; makandipa nhaka yaavo vanotya zita renyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti imi Mwari munonzwa mhiko dzangu munondipa nhaka yavanotya zita renyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi Mwari makanzwa mhiko dzangu; Makadzosa nhaka yavanotya zita renyu.
Shona 2009?
Nokuti imwi Mwari makanzwa mhiko dzangu; Makadzosa nhaka yavanotya zita renyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imi Mwari makanzwa mhiko dzangu; Makadzosa nhaka yavanotya zita renyu.