Psalms 62:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba; nomutoʋo waJedutuni. Pisarema raDavidi. Ɀirokwaɀo, mŋeya waŋgu unoŋgorindira Mŋari; Kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba, Jedhutuni. Pisarema raDavhidhi. [1] Mweya wangu unozorora muna Mwari oga; ruponeso rwangu runobva kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuvimba naMwari Ini ndinomirira zvangu Mwari ndakanyarara nokuti kwaari ndiko kunobva ruponeso rwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, mweya wangu unongorindira Mwari; Kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwangu.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, mweya wangu unongorindira Mwari; Kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, mweya wangu unongorindira Mwari; Kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwangu.